Zvabaka!
Eeh Zvakubvira bvira
Zvibvirise
Yo Pablo
Conquering TMB
Paita party
Paita Party pano
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada, party kuno
Kwese kwese kune Party
Vanodaidza inini
Hanzi prezha rinoda inini
Zvinganakidze sei ndisipo inini
Ndini munhu wacho. Party kuno!
Like Macho man I’m di man… yeah
I’m fly like I’m Peter Pan… yeah
Hembe dzacho straight out Japan
Tora Mari ndisu tavanakidza vanhu mhani
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada, party kuno
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada!
Igaroziva tinodaka zvekufara
Kune mafaro handimbosara
Toda zvekunakidzwa
Saka kunonakidzaka tiriko
Kwakabaka kwese tiriko
Kana zvakadzima inini handiko
Saka ndikoko ikoko
Zvakabaka zvikubvira bvira moto
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada, party kuno
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada!
Kwese kwawaenda gara wavabvunza
Ndini wacho prezha manager
Taura zvaunoda ndobheja
Mari ndinotora usandimezha
Kana kundityira hauipedza
Mapockets ari deep dhameja
Mari hobho haitombo pera
Muromo kusvikira wapera
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada, party kuno
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada!
Перевод песни Paita Party
Звабака!
Эх Звакубвира бвира Звибвирисе.
Yo Paul
Завоевывая ТМБ,
Paita party
Paita Party pano
Paita Paita Party Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye, предположительно,
Paita Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada, party, предположительно,
Kwese kwese kune Party
Vanodaidza inini
Hanzi prezha rinoda inini
Zvinganakidze sei ndisipo inini
Ndini munhu wacho. Party раздутая!
Как мачо, что ж, мне нехорошо... да.
Я летаю, как Питер Пэн... да.
Hembe dzacho прямиком из Японии
Tora Mari ndisu tavanakidza vanhu mhani
Paita Paita Party Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye, мол,
Paita Paita Party Party Pano
Heavy fangada, toita zvatada, party мол
, Paita Paita
Party Party pano Vese Kuda
Kufara Ngavauye, мол, Paita Party Party pano Heav fangada, toita zvatada!
Игарозива tinodaka zvekufara Kune mafaro handimbosara Toda zvekunakidzwa Весна kunonakidzaka tiriko Kwakabaka kwese tiriko что звакадзима хандико Весна ndikoko ikoko Zvakabaka zvikubvira bvira moto Paita Party Party pano Vese kuda kufara Ngavauye якобы Paita Party Party pano Heavy fangada, to zvita Paita paita vese Vari Kuda kufara ngavauye, предположительно, вечеринка paita paita Party Pano Heavy fangada, toita zvatada!
Kwese kwawaenda gara wavabvunza Ndini wacho prezha менеджер Taura zvaunoda Ndobheja Mari ndinotora usandimezha, что kundityira hauipedza Mapockets реальный глубокий дхамеха Марийское hobho haitombo pera Murombo kusvikira wapera Paita Party pano Vese vari kuda kufara Ngavauye, предположительно, Paita Paita Party Pano Heavaada, Paita Zvada пати-пати, пано весе, вари-куда, Куфара-Нгавауйе, Пай-пай-Пай-пай, пано-пай, пано-пати, тяжелая фангада, Тоита-зватада!
TanyaRADA пишет:
- спасибо! От Души!!! ( Улыбаюсь...)все так!!!Liza пишет:
Любимая песня моей мамы