Hoiye hoiye hoiye g
Tbeats
Hanzi hamba yakada makwati asi aya handichade Ndiri kupazvese asi
hazvikwane Ndiri pamba pangu asi handifare Ndashaya ndoita sei
amaihwe Anodyiwa haataure manyepo Mwana asingacheme anofira mumbereko
Yeah they know oh they know Hanzi
handikudire mari manyepo Kunama mapoto, kunama mapoto
Saka ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka ndati
ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Mwana wenyu anodei Saka
ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka
ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Ahhhh yehhhh
Nhai iwe unodei?
Zvese zvese izvi zvabva nepi?
Pandakakupfimba wakandinyepera Waiita kunge
munhu ari straight Mubrain mako makazara nei?
Mupe mari hona zvaanotenga Tezvara ndokumbira change Cause dhiri redu
harisi kumaker sense Hatingararamire joy everyday Hatingafe
tichingobhadhara marents Tisinawo kana yedu isusu den
Vana vanozoti daddy maiita sei Kunama mapoto, kunama mapoto
Saka ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka ndati
ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Mwana wenyu anodei Saka
ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka
ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Ahhhh yehhhh
Kutowonda wonda iye achikora Mari yangu achitokonyora Kunge
undertaker homwe dzangu achifoshonora Kunge huchi
mwana wenyu uyu anongondimora Anoda madhora kunge Zimra pa
Boarder Ndozviziva ndikabroker chete acharosva Anoda kalife kepadenga
kunge geyser Anondiraura kunge hove ndakadyira Sejuru pachuru anondi
juruja juruja juruja Pasina mari anonyunyuta nyunyuta nyunyuta
Akanzwa dancehall anozunguza zunguza zunguza
Hunhu hwake hwakafumuka Anoda kumboendeswa kumusha
Hanzi hamba yakada makwati asi aya handichade Ndiri kupazvese asi
hazvikwane Ndiri pamba pangu asi handifare Ndashaya ndoita sei
amaihwe Anodyiwa haataure manyepo Mwana asingacheme anofira mumbereko
Yeah they know oh they know Hanzi
handikudire mari manyepo Kunama mapoto, kunama mapoto
Saka ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka ndati
ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Mwana wenyu anodei Saka
ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka
ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Ahhhh yehhhh
Перевод песни Ndomupei
Хой, кто, Хой, кто, Хой, кто, г
Tbeats
Hanzi hambre поразительно makwati ASI абзац handichade одни знают купазвезе АСИ
hazvikwane одни знают хлопок pangu АСИ handifare ndash tambalale, что называют sei
amaihwe Anodyiwa haataure многие в мире сын asingacheme anofira mumbereko
Да, они знают, о, Они знают, что Ханзи
хандикудайре Мари, многие в мире говорят, что мапото, говорят, что мапото.
Саки Нда сел ндомупей Ндомупей йей йей йей Чино позвони издалека кто Саки Нда сел
ндомупей Ндомупей йей йей йей Чино позвони издалека сын с анодей Саки
Нда сел ндомупей Ндомупей йей йей Чино позвони вдалеке кто Саки
nda sat ndomupei Ndomupei yey yey yey chino позвони издалека, кто, а-
А-а-а-а-а?
Пеленки Zvese zvese izvi zvabva?
Пандакакупфимба wakandinyepera wai называется древесно-волокнистая
Мун Тайху, посвященная прямой мубе Эфраин маказара Нэй?
Mup mari она зваанотенга Tezvara ndokumbira изменение причина Ди путешествие Реду
Хариси kumake твое чувство Hatingararamire радость каждый день Hatingafe
tichingobhadhara marents Tisinawo, как будто ты завидуешь Исусу Ден.
Ван ва-Зоти папа МАИ назвал СЭИ, там сказано мапото, там сказано мапото
Саки Нда сидел ндомупеи Ндомупеи йей йей йей Чино звони издалека кто Саки Нда сидел
ндомупеи йей йей йей йей Чино звони издалека сын с анодеем Саки
Нда сидел ндомупеи Йей йей йей Чино звони вдалеке кто Саки
Нда сидел ндомупей Ндомупей йей йей йей Чино позвони издалека кто аххх йеххх
Кутовонда победил он ачикора Мари моя ачитоконера дерево-волокно
гробовщик Коми дзангу ачифошонора дерево-волокно длится
сын с uyu anongondimora Anoda madhora Wood-fiber Zim, PA
Boarder Ndozviziva ndikabroker certificate acharosva Anoda суровый renfe kepadenga
Wood-fiber geyser Anondira wood-fiber hover ndakadyira Sejuru pachuru anon вернулся
juruja juruja juruja, mari anonyunyuta, nyunyuta, nyunyuta
Он был dancehall anozunguza крутиться вокруг, начал вертеться вокруг проигрыша.
Hunhu hwa его hwakafumuka Anoda kumboendeswa опровергнуть
Hanzi hambre поразительно makwati asi абзац handichade одни знают kupazvese asi
hazvikwane одни знают хлопок pangu asi handifare ndash tambalale которые называют sei
amaihwe Anodyiwa haataure многие в мире сын asingacheme anofira mumbereko
Да, они знают, о, Они знают, что Ханзи
хандикудайре Мари, многие в мире говорят, что мапото, говорят, что мапото.
Саки Нда сел ндомупей Ндомупей йей йей йей Чино позвони издалека кто Саки Нда сел
ндомупей Ндомупей йей йей йей Чино позвони издалека сын с анодей Саки
Нда сел ндомупей Ндомупей йей йей Чино позвони вдалеке кто Саки
Нда сидел, ндомупей, Ндомупей, ндомупей, йей, йей, йей, Чино, позови издалека, кто, А-А-А-А-А-а?
TanyaRADA пишет:
- спасибо! От Души!!! ( Улыбаюсь...)все так!!!Liza пишет:
Любимая песня моей мамы