Тексты и переводы песен /

Munodonhedza Musika | 2016

Iwe Levels, vaturnere matables
Well, it’s eh Boom Beto
Fantan, wagwaan
Imi mai makanaka
Ndimi makonzera nyakanyaka
Kuita kudonhedza musika
Muchizunza mutaka
Amai munodonhedza musika
Vanhu vanomira hobho pamunosvika
Pamunodarika maface anosticka
Kuita kunge nyika iri kundengenyeka
Amai munodonhedza musika
Vanhu vanomira hobho pamunosvika
Pamunodarika maface anosticka
Kuita kunge nyika iri kundengenyeka
Amai munodhingura skero
Mune kastep kanofizura mamero
Ndimi muri kudhumura mafero
Hamuna kuchipa kunge bhero
Hona step, nebody shape
Chamboko chewaya, baba chiwhip
Hameno type yacho kuti yakabva nepi?
Masiya munhu wese ari happy
Amai munodonhedza musika
Vanhu vanomira hobho pamunosvika
Pamunodarika maface anosticka
Kuita kunge nyika iri kundengenyeka
Amai munodonhedza musika
Vanhu vanomira hobho pamunosvika
Pamunodarika maface anosticka
Kuita kunge nyika iri kundengenyeka
Mavhiringidza town yese
Muri kungocheukwa nemunhu wese
Vari kushamisika ndezvinhu zvese
Amai ndimi mune yese
Yangova tsviriyo, tsviriyo
Nekwamabva nakwo mhiriyo
Ndambofunga kuti zvimwe pane aba million
Imi ndimi madziya, mavhiringidza mafiya
Hamusirimi here mai Maria?
Ha, munodonhedza musika
Vanhu vanomira hobho pamunosvika
Pamunodarika maface anosticka
Kuita kunge nyika iri kundengenyeka
Amai munodonhedza musika
Vanhu vanomira hobho pamunosvika
Pamunodarika maface anosticka
Kuita kunge nyika iri kundengenyeka
Amai munodhingura skero
Mune kastep kanofizura mamero
Ndimi muri kudhumura mafero
Hamuna kuchipa kunge bhero
Hona step, nebody shape
Chamboko chewaya, baba chiwhip
Hameno type yacho kuti yakabva nepi
Masiya munhu wese ari happy
Ha, munodonhedza musika
Vanhu vanomira hobho pamunosvika
Pamunodarika maface anosticka
Kuita kunge nyika iri kundengenyeka
Amai munodonhedza musika
Vanhu vanomira hobho pamunosvika
Pamunodarika maface anosticka
Kuita kunge nyika iri kundengenyeka
Yeah, attention all pockets
Auto-set, ka boom
Mari kune vanogeza

Перевод песни

Будь ровным, ватурнер матабл.
Что ж, это Э-бум, бета
Фантин, wagwaan
Imi mai makan set.
Я маконзера ньяканьяка,
Чтобы принести музыку kudonhedza.
Muchizunza mut установить
Amak munodonhedza музыку из
Ван Тайху vanomira hob, который pamunosvika
Pamunodarika mafam, который anosticka,
Чтобы принести пустоши из древесного волокна под названием irie kundengenyeka
Amak munodonhedza музыка из
Van taihu vanomira hob, который pamunosvika
Pamunodarika mafam, который anosticka,
Чтобы принести древесно-клетчатую пустошь под названием irie kundengenyeka Munodeny
Amak munodingura SK
Кастеп канофизура, мам Дон.
Неужели Мур кудхумура МАФ Дон
Хамуна прорастает из древесного волокна, БХ Дон
Она из шага,
Приманка в форме небо Райана в треске, отец чивхип
Хамс'но типа яхты, подгузники кути якабва?
Мессия Мун Тайху веселье Ари счастливый Амак munodonhedza музыка из Ван Тайху vanomira hob, который pamunosvika Pamunodarika mafam, кто anosticka, чтобы принести пустоши из древесного волокна под названием irie kundengenyeka amak munodonhedza музыка из Van taihu vanomira hob, который pamunosvika Pamunodarika mafam, кто anosticka, чтобы принести пустоши из древесного волокна под названием irie Kundengenyeka kundengenyza город Mur kungocheukwa nemunhu Wese Vari kushamisika ndezvinhu zvese amak am the Munk Jesse yangova Tsviriyo, tsviriyo nekwamabva nakia mhiriyo ndambofunga Kuti zvimwe pane ABA миллион IMI am the madziya, mavhiringidza мафия хамусирими здесь mai Maria?
Ха, munodonhedza музыка из
Van taihu vanomira hob, который pamunosvika
Pamunodarika mafam, который anosticka,
Чтобы принести пустоши из древесного волокна, называется Айри кунденгенека
Амак munodonhedza музыка из
Van taihu vanomira hob, который pamunosvika
Pamunodarika mafam, который anosticka,
Чтобы принести пустоши из древесного волокна, называется irie kundengenyeka
Amak munodhingura kask
Дон!
Ам Мур кудхумура МАФ Дон Хамуна прорастает из древесного волокна БХ Дон она из шага, форма приманки небо Райана в треске, отец чивхип Хамсно типа яхты кути якабва подгузники Мессия Мун Тайху весэ Ари хэппи ха, мунодонхедза музыка из Ван Тайху ваномира hob, который памуносвика Памунодарика МАФам, кто anosticka, чтобы принести древесно-клетчатую пустошь под названием I kundengenyrie муннедза Ван Тайху, ваномира Hob, который Pamunosvika pamunodarika MAFAM, кто anosticka, чтобы принести древесно-волокнистую пустошь под названием irie kundengenyeka, да, внимание, все карманы авто-набор, ка бум.
Мари, есть ваногеза.